Zimbabwe Old Skool Music Furuwa
Uploader Comments (tachizha)
Top Comments
-
zimbabwe ichiri kuyerera huchi nemukaka
All Comments (31)
-
This song was a crack!!!Later sung on a different version by Konrad. Vakagona apapa madhara.
-
Saka who actually sang this track then? Tairos kana Flavian?
-
Panashe007, Kambo aka kakaimbwa naTairos Tendaupenyu muna 1984. Tairos aigara kuEgypt, Long lines (Highfield). Akambogara zvakare kuLusaka, but akazoshaya ava kugara kuBudiriro. Haana kumbobvira aimba naFlavian Nyathi. (Ende handifungi futi kuti vaizivana) Ini nguva iyoyo ndaigara kuEgypt kumaShort lines, saka Tairos aiuya paitengeswa huni kumaShort lines tichitandara naye pachipambureki. Aida kutsikisa kamwezve kambo kaaiti kanonzi "Mongolian Girl" but zvinenge zvisina kuzoitika.
-
FLAVIAN NYATHI, LEAD VOCALIST RISING POWER, HE IS THE SAME GUY WHO SANG THE THEME SONG FOR THE ZBC RPOGRMME THE NATION, PACHIMOYO, KANI, PAKADEUKA ROPA REZIMBABWE
-
The song was done by TAIROSI TENDAUPENYU is now let he passed away late 90s he was living in Budiriro
-
i love this song ndagaya
-
This song reminds me of my 1st witness of a wedding in rural areas wen i was a little boy. It was played through out the 1980s-late 90s. It inspired me to do a gud thing and i did weddy. I like the song and the beat.
-
mwari tumirai moses kuzim,
-
@tachizha Raising Power
warova simbi nembama
faraistones80 1 year ago
@faraistones80 thanks mazuva acho tisaiti takudya tesco ne sainsbury buy one get
tachizha 1 year ago 4
wadya dhara
kodzahh 2 years ago
BUY ONE GET ONE FREE TESCOS ........
tachizha 1 year ago
My favourite song!!
Yakaimbwa naani ko???
Mutsap 2 years ago
THE RISING POWERS zita rechikwata chacho
tachizha 2 years ago