MARANGE
Uploader Comments (itaizanamwe)
Top Comments
-
Chakanaka chakanaka. these are true gospel vibes
-
AMEN its true JEHOVAH hears and answers prayers all we have to do is to humble ourselves and call upon HIS name ther is smething special in this music i feel the glory of GOD
All Comments (30)
-
@joycefisherm would you justfy such a claim. learn to put forward constructive critiscim ok. sentiments grounded on misconceptions are least acceptable.
-
Kutangwa kwechurch hakuziri kutanga Company as easy ndekwemutsimba naIshe iwe unge usingadi asai vanokutuma sazvakaitwa Jonah kuenda Ninivha rwendo kwete church dzedu dzatiri kurota mugumbeze
Unoita zvekutumwa na Mwari kuti utange church inounganidza nyika kwete kunganidza tuvanhu twako [[[[[[[[[[[[[[[[[[[[[Mutumwa John Marange]]]]]]]]]
-
Comparing Vapostori to Islam is rteally unfortunate on the part of whoever made such a comparison. Kumbira Mwari vakupe njere. Listen carefully to these vibes, we spend time praising Musiki, we have time for that, we dont play any instruments, but we produce quality vibes, Mwari vanofara nesu tine chokwadi nazvo. Remember we serve God not individuals, the fact that you dont agree with us doesnt make us any wrong, its how you as an individual sees things. Kumapositori I say St Noah ndiyo nzira.
-
dai mangorega kutora vana vacheche muchiita vakadzi uyezve regai kudzvinyirira vanhukadzi mwari vangafare chaizo ndatenda hanhu
-
Rugare kwamuri, rugare kwamuri., Rugare.Izvi zvekuita judge, ngatisiyane nazvo, ibasa ramwari. Vakaba mari yandaisa kuti ishande basa ramwari, ah hameno ikoko, coz vabira mwari. Vanoiwona hondo yacho. Havana kubira ini. Handigarege kubatsira ku church nekuti mumwe munhu achaba. Madzibaba imi play your part, if mukuru akatadza kuita yake achiba mari, achatongwa.
-
Pane vanhu pese pane corruption ufunge.Hazvinei kuti uri mutendi.People have corruptiuos minds.kupfeka hembe chena.kana kuimba ,kana kusvuurwa musoro handizvo zvinokuendesa kudenga.ur relationship wiht God and kuteedzera mutemo wake.Kune vakanakaow wakawanda muchechi imomo just as vari munyika.mwari ndiye the alpha and the omega.achatonga mumwe nemumwe.hapana marambiro.
-
Lameck Malumba Nkomo
The truth will remain as it is iVangeli malitshumayelwe kuwo wonke umhlaba.
Lucky are those who who got the right way to woship.
Get it from me lam one of the lucky Ndebeles to find the truth.
Blessed are those who keept it for me.
may the Lord be Praised Amen.
-
Pese pandinoteerera nziyo dzemarange moyo wangu unonyevenuka. Mwari ngaakudzwe zvikuru. Rambai makadaro vatendi....
-
@matsangaise Zvezvirokwazvo church iyi ndeyaMwari wekudenga, if you follow their beliefs you will know the truth about our Lord because God's ways are hidden to the wise men of this world but revealed to the simple and humble.
Mwari akati paungana vaviri muzita rangu ini ndiri wetatu. Ndafara nemuimbiro wemapositori aya. Handina chandinoziva nezvemapositori sezvo we were prejudiced when we were growing up tichingodzidziswa kuti catholic chet ndizvo. Namatai vanhu!
mindymccrity 2 years ago 2
RUGARE KWAURI MURANDA
itaizanamwe 2 years ago
This church is so strict, i think the Marange guy discended from the house of David. The behaviour and ethics are similar to Islam.
kingbuccaneer47 2 years ago
MURANDA....WHAT DOES MAPOSTORI AND ISLAM HAVE IN COMMON? KUTEVERA MITEMO YAMWARI IS MORE IMPORTANT TO FOLLOWING MITEMO YEVANHU...................COLOSSIANS 2 verse 20-23.....HEMENI..HEMENI..HEMENI
itaizanamwe 2 years ago
Mwari vakanaka but there is something very wrong with marange leadership. the momberume family take what they want when they want at everyone's expense and without apology. they are corupt and truly that is no way that is good christianity
joycefisherm 2 years ago
MURANDA.................ISU SEMACHRISTU WE SHOULD ALWAYS DOWHAT IS RIGHT IN GOD'S EYES. IT'S NOT OUR PLACE TO JUDGE BUT THE HOLY SPIRIT OF GOD WILL LEAD YOU ON THE RIGHT PATH............HEMENI
DO NOT FORGET THAT WE ARE PEOPLE OF THE FLESH AND WE WILL ALWAYS WANT TO PLEASE THE FLESH.
ROMANS 12 verse 2-21............HEMENI
itaizanamwe 2 years ago