Andy Brown - Sadza nenyama
Loading...
18,258
Loading...
Top Comments
see all
All Comments (27)
-
Ids like to Upload Sadza randabika rine steak ne Nzondora
-
haaa...sadza nembabvu...handi kuzvimbirwa kwaunoitwa
-
Nom! x
-
LMFAO!!! wth??
-
eish! zvinonzwisa nzara izvi maface
-
palenta all the way
-
sadza nemuriwo unedovi
-
eish, how i so much miss this
Loading...
eish.....sadza nelacto!!! sadza nemaguru!!! sadza nemazondo!!!! ahhhhhh i wanna go home now!
saviinas 9 months ago 4
haaaaaa vakomana imi, ndokudya uku!!....ndanzwa nezvima spaghetti zvekuno...argh!
TheChenza05 2 months ago