sniper - hazvisi bhoo
Top Comments
All Comments (150)
-
@4hire1 very silly dhodhi remunhu hazvina musoro futi zvawataura. ur wording is pathetic, you can't even construct solid sentences.
-
i love rap in shona (:
-
sure kuAustralia kuno ah imhosva here 2 be Zimbabwean?
-
thats true
-
@macnos tell me about it! and least we will know that the death of robert saves a thousand other inocent lives.!
-
@manfrommoon True, i know it's not good to wish for someone's death but i'll make an exception for Bob.
-
@macnos Bob haana kupusa, he knows chineses are up to no good in zimbabwe, he is just extremely selfish!, as long having the chinese in zimbabwe helps him stay in power, he will keep them coming and mass-plundring all those minerals AND ERM... DOGS!
-
sniper = microphone champion
-
semwana wevhu akazvarwa hondo yapera tangatisingazive huore whenguruve dzemueurope. haiwa tagara navo mubritain imhata dzevanhu taura hako sniper 2011 isu vamwe tatozvipira kudefender zim nekuti vamwe vataifunga kuti tirivamwchete imhata dzatora hunhu wengurure vakanganwa kuti munhu mutema wese tiri vanhu vamwe chete mamwe marudzi ese haatide asi munhu mutema anoto kudzikisiara pasi. haiwa tadzidza mhata dzese dzisiri muzimba ngadzibude. bobo tora mafarm hapana mizim ane land muno. zim 4 zimz.
Ichokwadiu kuti maChina vawandisa muZimbabwe. Bob akapusa kana achifunga kuti maChina vari kungoda kuti batsira. Vari kuti bira takangotarisa.
macnos 2 years ago 16
vaudze sniper hazvisi ryt........... ku UK maZimba anotexwa 50%
blackscopions 2 years ago 5