maita zvenyu ,rwiyo rwuno burutsa nyasha chokwadi.
kuraiish 1 year ago
Ndapa hangu kutenda munhu waMwari. Apa madhimoni anotiza. Ngirozi yangu yabva yasumuka. Ndabva ndarangarira - Kana muri pa pungwe hapararwe. Mwari varambe vaka kutungamirirai nebasa ramuri kuita pamwe ne mhuri!!!!!
gwengwe1 2 years ago
maita henyu nebasa ramwari rakanaka
06tawana 2 years ago
HEMENI MURANDA..............BASA RAJESU NGARIBATWE. NDAFARA KUTI JEHOVAH VARIKUITA ZVAKANAKA KWAMURI NEMHURI. MAY GOD CONTINUE TO BLESS YOU AND YOUR FAMILY........ROMANS 12 verse 1-21
itaizanamwe 3 years ago
I WISH I WAS THERE NEVAMWE.
TSYZEE 3 years ago
tichaonana nenyasha dzake
tatenda sister
pastorzendera 3 years ago
this is really good baba thanx so much
shanexy 3 years ago
nesuwo tinotenda mwari vakuitirei zvakanaka