Added: 3 years ago
From: 037712
Views: 74,269
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (92)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • From the African Americans...thank you for posting..love this music...refreshing.

    Thank you

  • the good old days

  • what makes Musoro wenyoka's music great is msge no matter how old is the song-it triggers your feelings/emotions at easy [the best they was & they will be no one like him].

  • ..sure some 3 dudes they don't like this song!!!

  • dembo ka1

  • Ichokwadi Dembo was the best and he will always be.....shuwa tinokumbira kurarama dai vanhu vese vanoimba sungura vakatedza tsoka dzake...

  • This song reminds me of my friend, Darlington Nyepa tiri paMarisamhuka ndatiza kubasa. Unfortunately he is no more.

  • this is zim music at its best......music unforgetable, a musician unforgetable. I used to be also crazy for the song SARURA WAKO. Reminds me a great deal of my wife who passed

  • ndobva ndafunga kumusha kwa svuure! listened 2 ths song kubva ndiri ka nhanha ! u wr e greatest ba morgan !

  • Zimbababwe ndizvo, good old days when we were young and no worries.

  • Leonard Tazvivinga Musoro Wenyoka Dembo Mavara, baba Morgen. Listened to this man's music ever since my childhood and i don't regret

  • maiwe ndafunga ndiri ku Patchway mine.... those were the days kani...

  • R.I.P nziyo iyi ndoifarira and it will always be a Hit song

  • this song always make me remember a special someone that l dated when l was in my teens....bittersweet memories that is the only thing l can say

  • aiwa ndokunonzi kukwapaidza mukuruwangu you were and still the best lead gitarist -vocalist and a great crowd puller Harare yese africa jikelele ....all over kaniiithanx mdhara

  • Dembo yaiva shaasha panyika, kana nokudenga ndinovimba ishasha zvakare. wezhira, zhira imwe cheteyo. tinoonana zvakare, zorora murugare. bushu jeremiah- lalapanzi

  • @machirobi taura hako shamwari,ndikafunga mazuva ataifara namudhara dembo,ii moyo wangu uno zorwadza, iwo musi wavaka rova tune idzi dzatinokumbira kurarama,it rings a bell in mind till today,vachangobva kuno ridza kwagutu kwamupandawana, paparadise.

  • The best ever! I love it.

  • weneva i m weak man spiritually,i listen to this song and it lifts my spirit,this is more than a prayer,R.I.P MUSOROWENYOKA

  • MuKombi ndichienda kuMbizo kunoona chimoko, ndakanzwa nemasese!! Diaspora yakaora, I want 2 go back home!!

  • @gabe392003 wopfuura uchitenga mabiscuits paspar yepanine, tonohwanda kurailway yemunineteen, mdhara nyika yedu yakaende pi?

  • pedu pabhora murehwa usadhere tichitaura kuti tohurova isumadofo vaigona vachihushaya,hme is the best vakomana

  • tokumbira kurarama tishandire mhuri dziri kumusha

  • ndinobuda misodzi pese pandonzwa ngoma iyi

  • Just reminds me of my late father and my 2 brothers.

    hameno jehovah

  • The best ever to do it from Zimbabwe.They keep trying hopin they will catch up but, naaah! naah! not this one!

  • 1999 l gave a lift to an old fella to Chipinge from Chechece,,,mudhara iyeye aingoti ENGO-ENGO achizunguza musoro till we got to Gaza T/ship with jus this song only playing,,,,,then he said kana wodzoka Checheche toenda tose Mzaya,,,Dembo Genius!!!!!!!

  • ndobva ndafunga kanye. ndakapfeka tirauzi yekupinda vanhu vaviri zasi(rhivho) ndinonzwa kuti ndiri munyika wena. jairosi down mvura yechinaya panze zviri sairasi ende rofu rangu ririmumaoko ndichizviiteyi hangu. dembo vadhara.

  • ndafunga bamunini eliot vane shiriko yavo kwasvuvure musi wekisimusi vachitaimira olivia.

  • i was in form 1 1993 when this song was rocking zim. simply the best talent ever to emerge from zim. my elder used to cry when listening to this song. especially where the song says 'muchauya here baba'. he will be crying pointing to our late father's picture. RIP TO MY FATHER.

  • The song reminds me of my late bamkuru Reuben, vakashaya mujodzi yemotokari tisingafungire, mwari tinyaradzei. Mhuri yavakasiya Tarie,Vee and Mimi mwari ndinokumbira muvatarirewo uye muvatungamire.R I P mabiza will always miss and remember you.

  • the best zimbabwe can offer.

  • no-one will ever surpass Dembo

  • makes me thing about my late bro every tym i hear dis song i cry

  • Dembo the Legend

  • My God, this song reminds me when i was a teenage boy playing this song kwaChapwanya kuBuhera ndakapfeka trouser rangu raive rakanamatidzwa nezvigamba.Unfortunately, some of the guys i used to play with are Late.Dembo raive rume

  • Gore ripi muface tiripo hatina kufa?

  • Pasi hariguti vakomana vakuru vaigona ava R.I.P musoro wenyoka Dembo

  • Tiripedu pa GN every bhawa waingonzwa dembo chete..............

  • Ndatenda hangu.

  • tinokumbira kurarama

    muchauya here baba kuzotinunura

    rinhiko

  • ofcourse mwari variko zvavo vari kungotarisa zvose zviri kuitika nezvakaitika panyika pano, vachati vo answer zvavo you will be sori whoever was involved in killing and burning my family

  • sorry shamwari..i hope Mwari gives you the comfort in him..asi zvinorwadza

  • ndatenda zvangu nemashoko anonyaradza awa.

  • i am so sorry to here that. i was in Zimbabwe and i saw this happen, but you know what the bible says God is not a fool. No sin will go unpanished, they will pay one on these day. Mwari ngaave newe akunyaradze..

  • thank you very much.

  • wezhira ndizvo pachurumhanzu apa,aiwa ndapa kutenda hangu,ndangariro dzekumusha kumasvingo,takambofara

  • with those jucy oil chips at fiyo-fiyo shops by the rail level crossing turn off to drienfortien mission hosipital

  • taura zvako mwana wamudhara,tiri muna Mhunga iwe ka iwe

  • este gajo de leonardo dembo é bom pá

  • @037712 pa turn off yepa fiyo fiyo ini ndinobva ndadzika navazungu,chikozho kana ruvarashe ndakananga chamakanda ,mapiravana,horiya,hama hama dzedu dzapera nechihure kumu guntree yekumuteyo cry my beloved churumuhanzu

  • @akanaume ini ndaidzika Zaka-Jerera nakuwirirana. ma-chips ndizvo. pangu paNdanga. vovonde halt

  • remember this song pagrowth point kwamurewa. i miss zim big tym and would listen to this song mubhazi going kumusha.

  • Dembo vachele.....

  • this man can sing l'm a ndebele and l love shona music

  • You are right

  • thank you for the video,one of his best is it not a pity back home he would play and we would not go to be a witness thanks agian

  • makes me miss all my home boys, forced to seperate becoz of the harsh economic conditions in zimba. guys wereva u r, weneva i listen to this song i think of u and all the better dayz we had 2getha. hopefully fate will make us meet and give us the chance to tell the stories we have all gone thru, missing zimba no place betta than home nometa what, tek ke pipo wereva u r and kip ur chins up we will go back home oneday thats certain

  • Am touched this is so true

  • this makes me think of the days i enjoyed most in my home town of rusape, matsika

    miss home big tym

  • patemaruru apo lol

  • Hi 1homy, inga uri mwana wekumusha chaiye.I come from Rusape paSt Theresa. We used to come to Matsika for Schools competitions like athletics and football. Those were the days. Take care. I am in East Sussex.

  • Taught at Matsika 93 the head was Hatendi

  • whats ya name coz i was in grade 7 in 93 at matsika

  • i was in chegutu when this one came out after finishing My Grade seven. it was not long after Dembo released Chitekete. MunaDecember 93.. zimbabwe was the best Country ever then, Dembo you where the Best May Rest In peace..

  • cheza! zvokwadi nhasi ndino terera rwumbo urwu nemisodzi...

  • I was in gutu then just after my O level and looking for a job in the then booming factories. I became a temporary teacher and this song was my inspiration. I love Dembo

  • dembo anondifungisa mubhazi rekwa chawasarira tichienda kuroots i really miss home

  • I really like this song, makes me miss my Zim buddies back home in Bots... I feel for you guys..

  • ehunde mutape

  • lEGEND

  • CD rangu rekutanga-1999 achiri kunetsa ndikaritenga Z$450-00 ichiri kunetsa...

  • i like

  • ngaa hludemgoo dren saaalesnio ! ir saaehtoch aale bleede, ir haatoch aale kaeeneanungh ? gupgup !!

  • the greatest composer arranger zim finest,ther is only one dembo.good job can we pliz have pawpaw.and yawe,and rudo haru sarure.this man was a maestro,better than tuku ,and mukanya,only marshall was close ,can we have jonas inonzi bonasi,and jordan chataika ,kenneth chigodora,and hosiah chipanga,safirio madzikatire ,elijah madzikatire,marko sibanda,zexie manatsa,real sounds soccer songs

  • i will do my best to have some of the songs and artist cause they were my favourate too

  • cry the beloved nyika yemadzibaba

  • great memoirs of years back in kwekwe..,yu would hear this tune from loud speakers in every pub yu went past..!!

  • eeeh tichiri ma aprentice pa zisco apo makore aya uuummm ndanyarara

  • ehee..pamutegude mutorwood umo kanjani??..kana kumovhu kwamaundura bottle store kana patavern..heyi iwe!!!

  • @037712 tiri pa Tarven pa Amaveni ne arimanyongo tonanga pa Sebakwe, Shamwari nepa Shumba Hotel mu town tozorova Musopero negarandichauya pa Mbizo ooh ko Solos mutown oh i miss my KweKwe toenda ku gocho gochi pa 007 regai ndinyarare zvangu ko kwa mai Hwami

  • @037712 patc kaiva kanzvimbo

  • @tanaka62 pub chete here, uri parenki seri kweglobe primary wainzwa nziyo kubva kubhawa repaglobe, vana vechikoro vaive patit...jmaiguru nepasaidhi.

  • Imiss this genius and the Zimbabwe of those days. Keep it up and thanks so much for the good work.

  • true man

  • probably the best ever artist to come 4rm zim. rest in peace my man. u wer, still and always b my hero.REST IN PEACE BIG DUDE

  • homie tho u r gone i still fill as if u around. ur guiter n sound will never.ur legacy remains and noboy managed to follow in ur steps. ur songs takes me back down memory lane, wen zim was still kickin, shame u r not around to ur country is in pieces, u wer great man,hope u r ok wereva u r man, w r down here still listenin to the bits u left 12yrs ago. R.I.P G memories about u will last 4eva lyk ur music. PEACE HOMY

  • awesome uploads baba, tinotenda!!!!

  • Grew up listening to this song in South Africa, then i did not follow the lyrics but tune yamagitari. Ndizvo mukoma...

  • ok ndichaita saizvozvo

  • plz post more music from this guy,what a talent,musoro wenyoka chaiwo,ndazofunga kwachurumanzi kwatshaka chaiko,

  • aaah unge hama yangu iwe kana uchiziva vekwa chiuswa "mutombeni"

  • mhuri yekwachiuswa ndinovaziva chaizvo, handiziviwo kana muchizivawo yekwamhuri yekwachivheya,neyekwaPedzisai,­mumwe wacho aimbodzidzisa kuSerima Mission.

  • this is what i'm talking about!!! Please bring more of Dembo, esp. the ones that are not already up here on Youtube. Again, thanks for the good!!!

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more