Aiwa manzwi aarikuyimba ndiwo akakosha she is the vessel of the lord ndafunga kumusha kwangu eZim i played it over and over after giving birth to mu beutiful daughter now 8 Ilove the song
This comment has received too many negative votesshow
u are gud fungisai and highly talented but u are going very down and out becoz of 1 thing .,.,.pride,that is why usingawhine maawards,,.,unozvida seusingaende kutoilet
guys mune pfungwa dzakazarakuziva godo bedzi. who told you kuti video yakashutwakuchipisa?? are you so narrow and shallow minded that you can argue kuti weather yekumusha inofanana nguva dzese uye kwesekwese?? saka pose pano. unoziva here kutivanhu vanopfeka sekuda kwavo sekunzwa kwavo. umwe anoti kunotonhora umwe kati ndatsva wani vanhu vachifambavose.???? ndikaramba ndichi nyora ndopedzisira ndave ini wacho apenga.
xsobbingx: Leather is appropriate to be worn in Zimbabwe. Afterall winters in Zimbabwe are cold. Who said Zimbabwe is that hot for one not to wear a leather jacket? Chando chemuna June chinotonhora zvekuti leather jacket inotoita. Kutsvinya kusina door chete, ko kurumbidzana tichaita rini nhai vedu? Kungonyombana ndobasa!
gidza100 Your comment is so distasteful that I had to post response to it! When will Zimbabweans learn to respect each other? What is wrong if whoever singer you refer to has gotten old? Kutsvinyei kunenge kusakwana kudaro? Ko kupawo ropafadzo rekunyora mazwi akerumbidzana unozvishoreyi?
Nice Fungi. Keep it up.
AnywayMupesewa 1 year ago
this song takes all the way back when i was in zim .keep up the good work. mwana we zimba iyeye anogona.
vee7188 1 year ago
Maita zvenyu kuimbira Musiki nekumurumbidza. Chokwadi tinoda Makomborero akawanda, neni ndatokomborerwa nerwiyo rwenyu. Rambai muchikanda mumhanzi yekurumbidza Ishe wedu saizvozvi. Kutenda kukuru, and keep up the prayerful spirit!
mchigubu 1 year ago
This has been flagged as spam show
mp3iffy now lets you grab cd-quality VEVO videos and HD YouTube videos to convert into mp3s. AWESOME> google mp3iffy.
patiencefibrosi 1 year ago
makomborero
pksm100 1 year ago
Mbiri ndeya Jesu. More & more anonting to your music for the Glory of our soon coming Jesus Christ!!!!!!
chidemols 1 year ago
Sure mbiri ndeyaJesu,More and more anonting to your music for the Glory of our soon coming Lord Jesus Christ!!!
chidemols 1 year ago
Amana kumba kumba( Home is Home)... Godd Staff.. :-(
SuperBothwell 1 year ago
I miss Gospel Hour
Zimbo4life1 1 year ago
this song encourages me so so much.rambai makadaro sis
ashleyrosesithole 1 year ago
Aiwa manzwi aarikuyimba ndiwo akakosha she is the vessel of the lord ndafunga kumusha kwangu eZim i played it over and over after giving birth to mu beutiful daughter now 8 Ilove the song
Gtown176 1 year ago
pack in the days ahhhh i miss zim so much man :')
paidamoyo96 1 year ago
My sister you bless me......USA
MsMaroe 2 years ago
this reminds me when i was realli young in zimbabwe n now i have slightly lost my way but i still love love zimbabwe
galdem64 2 years ago
ezomgido on thursday
mandisi2 2 years ago
This comment has received too many negative votes show
Ndanzwa nembiri yechihure chenyu amai imi.Indava so!!stop it .
minkymayi 2 years ago
You dont say it here mate its all about her music not her life after all asiri ndiyani?
jimmyjimmalo 2 years ago
oh my god, cant believe this, went to school with this girl. nice song keep it up
priscilla140679 2 years ago
Anything is possible my sister,
jimmyjimmalo 2 years ago
This comment has received too many negative votes show
u are gud fungisai and highly talented but u are going very down and out becoz of 1 thing .,.,.pride,that is why usingawhine maawards,,.,unozvida seusingaende kutoilet
ngatimurumbidze 2 years ago
why do you say she has pride , lestened to her interview on zimnetradio, she sounded like a nice person anofara nevanhu...
cvsit08 2 years ago 5
a great video for a youngater , a woman , a Zimbabwean
i like it thats why i will leave my dvd on till the next day for zim gospel mp3
onederify 2 years ago
leather munyika inotonhora???
guys mune pfungwa dzakazarakuziva godo bedzi. who told you kuti video yakashutwakuchipisa?? are you so narrow and shallow minded that you can argue kuti weather yekumusha inofanana nguva dzese uye kwesekwese?? saka pose pano. unoziva here kutivanhu vanopfeka sekuda kwavo sekunzwa kwavo. umwe anoti kunotonhora umwe kati ndatsva wani vanhu vachifambavose.???? ndikaramba ndichi nyora ndopedzisira ndave ini wacho apenga.
onederify 2 years ago
xsobbingx: Leather is appropriate to be worn in Zimbabwe. Afterall winters in Zimbabwe are cold. Who said Zimbabwe is that hot for one not to wear a leather jacket? Chando chemuna June chinotonhora zvekuti leather jacket inotoita. Kutsvinya kusina door chete, ko kurumbidzana tichaita rini nhai vedu? Kungonyombana ndobasa!
mchigubu 2 years ago
gidza100 Your comment is so distasteful that I had to post response to it! When will Zimbabweans learn to respect each other? What is wrong if whoever singer you refer to has gotten old? Kutsvinyei kunenge kusakwana kudaro? Ko kupawo ropafadzo rekunyora mazwi akerumbidzana unozvishoreyi?
mchigubu 2 years ago
good vid but leather yanyanya for a hot country
xsobbingx 2 years ago
Apa wainge usati wachembera mwana anochembedza vasikana ndizvo zvinoita kuzvara
gidza100 2 years ago
Kambo aka kano komborera.Powerful msg.
wog1980 2 years ago
anondigonera Mudzimai uyu. God bless her
Alfah1978 2 years ago
ichiri kunakidza chete lol
chiedza5 2 years ago
zim yaimbonakidza weduwe.
yvonnethemba 2 years ago
ndinovada mai ivava
essybo 2 years ago
hey am from azambia im ministered by this lady songs , may someone pos her mwabari babawangu ndinowonabantu... song something like that stay blessed
Thezedian 2 years ago
i reallie lyk the song,thou pple sae a lot abt her
taonanyasha 3 years ago
Uku kugona manje!! Kambo kakanetsa aka, nazvino kambo aka kanokomborera!
EmilyChaks 3 years ago
wekuroorwa nehama uyu.... asi song ndizvo
terlemg 3 years ago
hamawe nyaya dzekunong'ona mhuno dzevamwe chinhu chakashata, hama kana shamwari hazvina basa as long as they are happy
rutendo23 3 years ago
terlemg usade kuenda mbiri yekuziva zvausingazive ukama hwacho unohuzivira kupi? ziva zvekuteerera a good song.
kufandirimbwa 2 years ago
gara zviya wakunzi mai ani? thanks 4 the tune
lungzaN 3 years ago
mai Mashavave
rutendo23 3 years ago
Great song, Lord pour your blessings on us!!!
kukucam 3 years ago
yes tinoda makomborero !2009 achitanga baba,, remember zimbabwe
70676 3 years ago
amen
pamela4music 3 years ago
dis song's hot thnz for da tune
CurtisJ01 3 years ago