Added: 3 years ago
From: foxdebob1
Views: 17,363
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (20)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • rwiyo urwu runonditondedza ma Sunday. Baba vairoja pamba yekumashure kwedu kuold highfield vaiiridza every sunday. somehow when I hear this song I think of homework and the Sunday blues of going back to school on Monday

  • aah kochoitisa urombe mulondon chii??? thank god you are over here mukana wekutsvaga mari munawo the sky is the limit. R.I.P chopa

  • hapana kana one anorova gitare semu Zimbabwean...nenjere tiri pamberi futi...Africa yese zvayo...check!!!!

  • Pane anorova gitare semuZimbabwean here?

  • Nyazema Township muriko here uko-ooo?

  • tinokurangarira mukoma

  • keep it up chopa

  • one of my all time zim favourites

  • Chopper please, on my behalf, send that message to my ancestors. Ndaneta nenhamo ini. Poverty/urombo makes me a slave/muranda both home and away. Ndashaya zano ini, vanhu vanondiseka nekuti ndiri murombo zveshuwa. Sekuru pindirayi, zvangu zvanyanya " Sekuru ndipeiwo zano kani. Honayi ndadzungaira ini. Urombo hwandipa uranda ini" Great message.

  • i feel your pain shamwari,hausi wega,isu tatoita marombe muno mulondon

  • Rudhanda Township, 1986, reminds me of mukoma Oliver's High School sweetheart (Margareth/Maggie) as she liked this song so much and i had no idea why BUT now i know, NDAKURA, NDAWONA.

  • ndiri paNyanyadzi St. Patricks great song

  • iwe panyanyadzi papi kunemaramba here iwe

  • zororai murugare vakoma.

  • ndendera.ndizvo

  • oh DAMN Mugabe has spoiled our beloved nation.

  • song yakapenga iyi

  • Remember this one being played on Radio Two when ana Eric Knight and Brenda Moyo were still on air.

  • vanhu vanongondiseka, vachiti irombe muzukuru wenyu...

  • this is one of my best ,luv chopper R.I.P

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more