Added: 2 years ago
From: vangodza
Views: 63,254
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (54)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • Vakomana rwiyo urwu rwafadza moyo wangu !

  • oho nice song thanks for this song mwana wangu he is 4mths old kana achichema seyi ukangomu isira this song anobva anyarara he like this song zvisingaite so iam looking for the dvd

  • ANOUYA ANOUYA ANOUYA JESU

  • l just miss Zim going to UMC .glory to Lord

  • baba itai kuti vana venyu vasati vave kukuzivai vakuzivei iye zvino nokuti mwana komana wenyu achauya vakavarairwa mweya mutsvene chokwadi unodiwa kuti utishambidze nokuti zvatinobata zvakakomba. amen. tinokutendai vakomana kambo aka kanondisimudzira mukutenda kwangu

  • chokwadi jesu anouya kuzotisungura

  • 2 people who dislike this video need jesus. Anouya anouya anouya baba 

  • This is so cute

  • glory glory glory mbiri kudenga

  • wow hurukuro mazuva ano ndedza dzeJesu

  • B gombakomba keep it up guys yr music irikutisimudzira nekuno kueurope thanxs guys god bless u all

  • Kwagwese raenda it's just great kwedu kwatakadzidza keep it up guys

  • what a piece with a powerful tempo,the vocals and the rythm perfectly match i long to listen to this stuff always,mischief and despondency will keep a distance

  • Vanogona.

  • moving song, keep the good work

  • so touchin'

  • Aiwa makakomborerwa zvenhu varume vamweni vachirara machiponda vamwe, zvakanakisisa seyi kuziva kuti munyika medu muchinevatsvene, rufaro kwamuri

  • God Bless you guys

  • love this song, am blessed, I miss home!!!!!

  • Keep it up guys ndoupenyu hwatinoda kurarama hwechiChristu kwete hwechitororo huri kuraramwa nevamwe vechidiki GOD bless u

  • Mwari makanaka, tafunga kumusha chayiko

  • Pinda muzambara tiende kuna baba. Theres nutthin more bless than mubvuwi singin for his Lord. Ebenezer!!!!!

  • POWERFUL

  • Ndatenda zvangu, this this is good. Ndabva ndafunga ndichiri G.C.U. Zvipoizvi ngazvishaye anorwa nazvo. Arwa nazvo abatamboni yezisoraMwari. Mwari arambe achiropafadza, vhangeri riendereremberi

  • mazambara achazarurwa nekutenda chete,Mwari komborerai mhuri yese yekwaBONDERA ita kuti izarurirwe mazambara ayo

  • l love this song.God bless the NYAMAZANA FAMILY FROM MASVINGO-MWENEZI-MAZETESE-SONT­O with this song from MQONDISI MOYO NYAMAZANA IN CAPETOWN.May God guide to see the heaven .AMEN

  • this makes me home sick... shuwa varume vanoimba ava..baba Gombakomba chokwadi mune chipo neteam yenyu... rambai makadaro

  • munozoda zvinopfuura apa here ,Mwari vave nemi!

  • Good job guys!! This world is not ours forever

  • Hi my Zimbabwean brothers and sisters,can someone please do a little bit of translation for this awesome song!More love from Zambia

  • Mwari baba mune nyasha nemhuri yezimbabwe nematambudziko ese avakaona asi tariro yavo iri kwamuri Ishe muri muvaraidzi hwehupenyu hwedu Mwari

  • Rambai makabatana varume ngwarirai satan asapinde pakati penyu.Your songs are spitually uplifting.

  • @nokutenda5774 thank yu noku tino kutendei rambai muchititsigira

  • wow.........powerful

  • @nathable1 mbiri kunashe munhu wamwari totenda

  • Mwana wamai angu iyeye; they will certainly be opened for you guys, GOD bless

  • @Gwese1 tino tenda Gwese

  • muchinda ari kushaura akapenga wena.... good job vanhu vamwari.

  • @trigerde mazvita munhu wamwari tino tenda

  • Ana baba vakatiitira zvakanaka ava tiri kuGreater Harare paBelvedere Tr's College. I miss home and kunamata Mwari nezvese zvangu. Namatwai Mwari wenyama yese!

  • @maimuno5 mai muno maita nerutsigiro rwenyu rambai makadaro tichaimba dzamara ranzwikwa vhangeri nyika dzose tinamtirei tiuye kwamuri live

  • kuimba kwakanaka uku tinotenda

  • Nyota yekudzokera kumba inobva yapera kana uchinzwa nekuona vanhu vekumba vachitambira Mwari kudai .Ichokwadi wabvuwi kuti hurukuro mazuva ano ndedza Jeso,mazvita henyu nekuimba kunokomborera kudai

  • Haiwa tinotenda Ishe nokuimba kunodakadza nokukwenzenza pedo naMwari Kudenga.

  • Tinotenda nekutipa mitakunanzva yokumusha kuti tinzwewo zvavari kuitira Ishe wavo. Makaita makaisa izvi kuti tiwane kwokutenga mimhanzi kwayo.

  • baba vari kushaura vanechipo zvavo ndaropafadzwa zvangu ini

  • cannot get enough of this track.

    *****

  • ur cup tea prydex15

  • I feel so blessed kana varüme vachigona kürümbidza Mwari küsvika apa-

  • the best ever-i have loved the video---mazambara ozarürwa.alles geht einfach bei Jesüs...amen

  • Chip off the old block ,quite good can see some faces who feature in the other vabvuwi vechikuru.

  • God bless these men.

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more