Please, does anyone out there have the following songs by Thomas Mapfumo: 1. Masoja nemapurisa; 2. Kumanginde; and 3. Marima Nzara? If so please upload them on YouTube or send it to me. My email is: lulukid@ireland.com. Please folks, I need them. Thank you in anticipation.
Kusatenda huroyi,Gandanga wakawoma!! We miss you, bira repakirisimasi, mazuva ako ucharidza kwaMushandira pamwe, pa7 miles hotel! Uchaimba tinokumbira mvura mwari iwee, tseketsa yangu iri pamazai! Enough respect baba, like wine maturing with age!!
iwe katsi iwe kuipa wazvinzwa wat do u know about music mharapatsetsetse mupurwa puranai zvake iri idhara rawanyomba zvino wairasa muface coz ndabatikana iri i legend majaira kunyeperwa nemadhara mukawana akumiririrai moita beans .Ngatingwarirei unoti haachaenda kumba ndiwe une pambi yake yekufambisa kunei iko kumba kwacho urikubatei ku canada iwe wakatizawo nhamo iyoyo haha urikurohwa ndi madhadha zimutengesi gotsi inenge ye tsotsi.Ngatingwarirei pepuka hapana inofurira irere.WAKE UP!!!!
iwe uri kumba here? akaenda kumba, kunani? kunani? hakuna chirikumba. Urikuda kuti aendere ani?Kinorohwa sekurohwa kwakaitwa Tsvangirai? Music yake ino bhanwa, sake uri kuda kuti aiete sei? Ignorant, think b4 u talk. I don't see u doing anything about Zimbabwe, so until you do something, shut up about people that are actually taking action and letting the world know what's happening in their backyard! Rega aende, aneright, like anyone else, and anotirepresenta. Une jealous!
wamambotiger ndokuti kudii ndiwe nyakusuppoter big ben.hezvo legend rapera asi still still richine mafans vakaita sesu iwe fan yako imwechete ndiani uribato rezvei mbwa tirikuzviitira kuti upepuke ziva kune rukuvhute wanzwa munokanganwa stereki vatengesi.

chipata1960 5 months ago
mudhara should come back home
tonderai263 8 months ago
wats e name of this song
MrMala42 10 months ago
@MrMala42
It's called Kuvarira Mukati, from the Rise Up album
Zvabaz 9 months ago
I, likely, have African roots. I like to go barefoot)) And, from a rhythm simply it is possible to become crazy)))
svetyliy 11 months ago
does anyone have a translation of these lyrics in english?
nicoramus 1 year ago
what is the name of this song?
alabonz 1 year ago
amai avo varikukanganwa malyrics
peachesincream12 1 year ago
some ppl get better with age,,,yu gotta luv this man
peachesincream12 1 year ago
iwee unokuwara iwe
ceeenice 1 year ago
ko where was this?
depth2009 2 years ago
Mukanya NDIZVO!!!
afro1ness 2 years ago
usadherere Gandanga
sisAlly19 2 years ago
mukanyaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa usatambe nepfumo
zvamada 2 years ago
maona here DOCTOR ................MUSICAL ARRANGEMENT IS SECOND TO NONE
madzibabapaurosi 2 years ago
ya mbudzi dziri kutaura, ka mbiti
Phoonguy 2 years ago
Well polished and organised piece of music...
tindokadya 3 years ago
Yes mudhara FUCK DICTATORSHIP....be4 we knew it we woke up to it
mutunhu 3 years ago
ko todii nhai mukoma Mukanya - totongo kuvarira mukati, nekuti tikataura tinourayiwa - vana voita nherera!! Kana zongororo chairo rine shungu - asi Mwari ndiye mugoni wezvese - rimwe zuva zvichanaka chete munyika yedu yeZimbabwe
mandlovu 3 years ago
mwana asingacheme anofira mumbereko saka urikuti tofa
zimdread 2 years ago
Mapfumo for President
timedreams 3 years ago 4
he is great. the whole group was
bner34 4 years ago
sewai mukanya, like the mbira vibe on there
macjde 4 years ago
mutengesi
malvernm 4 years ago
mwana wechifeve
ngodza22 3 years ago
Mukanya ndozvo!
RasLevy 4 years ago
Hanzi tsvimborume haina mugoni..inotuka waipa musuva...
museyamwa999999 4 years ago
Mukanya ndimi shasha chaiyo..Haikona imbwa dzinoti dzvanyirira idzi..
museyamwa999999 4 years ago
Mukanya ndimi shasha chaiyo,haikona imbwa dzinotibatira idzi...
museyamwa999999 4 years ago
this man is a true ambassador of zimbabwe. he makes me feel proud to be african
taffi006 4 years ago
Kusatenda huroyi,Gandanga wakawoma!! We miss you, bira repakirisimasi, mazuva ako ucharidza kwaMushandira pamwe, pa7 miles hotel! Uchaimba tinokumbira mvura mwari iwee, tseketsa yangu iri pamazai! Enough respect baba, like wine maturing with age!!
Profmate 4 years ago
Gandanga ndizvo!!!!!!!
Ahoooooooooooyyy
krischinaz 4 years ago
u can see that music started in Africa no doubt. listen to the vibes boys and girls
svikiro 4 years ago
taura hako mukanya.
simba4199 4 years ago
its nice, but. may be Mukanya should try something new,like mixing chimurenga and hip-hop with his son kfour(myspace)
Makambo07 4 years ago
Ndatenda zvangu Mukanya salut belle
jonhsac2007 4 years ago
Pure magic, mastery. Mukanya mudhara wemadhara. Like a prophet, he has vision iri serious. Ndatenda hangu !
Emudish 4 years ago
Mukanya apera. Pamuromo achinyanya hachaenda kumba
bigben2757 4 years ago
iwe katsi iwe kuipa wazvinzwa wat do u know about music mharapatsetsetse mupurwa puranai zvake iri idhara rawanyomba zvino wairasa muface coz ndabatikana iri i legend majaira kunyeperwa nemadhara mukawana akumiririrai moita beans .Ngatingwarirei unoti haachaenda kumba ndiwe une pambi yake yekufambisa kunei iko kumba kwacho urikubatei ku canada iwe wakatizawo nhamo iyoyo haha urikurohwa ndi madhadha zimutengesi gotsi inenge ye tsotsi.Ngatingwarirei pepuka hapana inofurira irere.WAKE UP!!!!
chichelle101 4 years ago
iwe uri kumba here? akaenda kumba, kunani? kunani? hakuna chirikumba. Urikuda kuti aendere ani?Kinorohwa sekurohwa kwakaitwa Tsvangirai? Music yake ino bhanwa, sake uri kuda kuti aiete sei? Ignorant, think b4 u talk. I don't see u doing anything about Zimbabwe, so until you do something, shut up about people that are actually taking action and letting the world know what's happening in their backyard! Rega aende, aneright, like anyone else, and anotirepresenta. Une jealous!
ganya87 4 years ago
kablaz kapera basa aka!!ngakasiyane nazvo,hazvichada!!
wamambotiger 4 years ago
wamambotiger ndokuti kudii ndiwe nyakusuppoter big ben.hezvo legend rapera asi still still richine mafans vakaita sesu iwe fan yako imwechete ndiani uribato rezvei mbwa tirikuzviitira kuti upepuke ziva kune rukuvhute wanzwa munokanganwa stereki vatengesi.
chichelle101 4 years ago
futseke, ndiwe wapera basa. Don't be such a fool, and ignorant towards people that stand up for our rights, cuz I don't see u doing anything!
ganya87 4 years ago
Mdara svika pa UK (Stanom)
Kosalukazi 4 years ago
mudhara anotonga zim tererai chimbo ichi akomana
pesada76 4 years ago
l miss home
kanongovere0 4 years ago
Hama, shinga moyo, diaspora ino shupa.
kumbasE1 4 years ago
gen"ga pane an album rinonzi kariba/guruve or wher can i get it.mukanya vahombe
faraistones80 4 years ago
apa pakarohwa baba, rakapenga dhara!
bugah729 4 years ago
Ndatenda zvangu Mukanya
tafa75 4 years ago
Mukanya idhara
zandalect 4 years ago
on aime aussi ce monsieur
bigdidi1 4 years ago
Mgara ndega
Matshana 4 years ago
Big dhara Nuff respect-like yo vision for Zim and Africa.Super talent.Yahwee mamuona.Vadhara
makullata 4 years ago
big dun still
zimbabwean 4 years ago
One time a reflective song only that it does not reach its intended listeners. Good reggae beat.
Yastpop 4 years ago
a millions thanks and exaltations, Mukanya idhara guru, sad song for sad times, good to see Zivayi on lead again
Mutundo 4 years ago