upenyu madzoro,ushe madzoro
TheMupostori 5 months ago
tatenda, respect
weyler69 6 months ago
This has been flagged as spam show
ndiyo inonzi Zimbabwe Chachacha chaiyo hende nayo Njerema boys. Chete makazouya tatiza Zimbabwe nhani.. Asi Rambai makadaro pamwe zimbabwe ichanaka tigodzoka..best song.. tauara hako..
mushai 1 year ago
Comment removed
madhara akarowa apa one of my favorites..
Bvunzawabaya 1 year ago
yakarohwa ngoma izvi zvinondifungisa mukoma wangu.!!!! them dayz Bro are gone RIP Bro tichatevera.
chakabvt 1 year ago
ndavaudza vanoramba baba chitsidzo icho hondeya-ndeyaaaa-nice song
TheMupostori 1 year ago

beki ina fatso good song
faraistones80 1 year ago
VAKAPENGA ZVAVO AVA
PEELOVE1000 1 year ago
2:33 nice move
Quarterback89 1 year ago
pisa pisa
generalTOTO1 1 year ago
tiripa G.V ---Guruve Growth Point. Kana kuti unenge uri mu bus harare to bulawayo uchinzwa mumhanzi...so gud
NYAKUVENGWA 1 year ago
1MuVhitori 2 years ago
the base
horagerva 1 year ago
girlz quality
mhanduwe 2 years ago
Zveshuwa kandufungisa System Tazvida.. Hokoyo.. Njerema yakapenga
mushai 2 years ago
Njrerema boys yakanekupi, vanogona vakoma ava. Keep it up sekuru..
munogona chose,kuzoita kuti vana vatambe vakashama imi makapfeka ndoo chirwere otherwise munongona fani macheso achenjere kudonhedzerwa pasi nevanhu ava.
mandifadza 2 years ago
paita mwana ane DAKO apa. tirikutamba nenguva. paZimba ma1.
magondo100 2 years ago
This comment has received too many negative votes show
museve wawandisa kuzimbabwe,copy cart thou.
Blackmanfit 2 years ago
Blackmanfit uri rubbish yemunhu.
bhazuka 2 years ago
more Njerama plizzzzzzzzzzz
ngurumbiri 2 years ago
Please post other videos from Njerama like the band so much
foreveryoungfio 2 years ago
inzwi rake rakaisvonaka
ruzive 2 years ago
usadherere muzarabani njerama......... vakuru chayivooooooooooooooooooooo
@ngurumbiri taura zvako mwana wamai tichienda mahuhwe,mushumbi,angwa,kanyemba kunosvika zambezi
margolisable 1 year ago
uri kungona mudhara keep going!!!!
GKSFTMJB 2 years ago
Usadherere Njerama....Ndavaudza vanoramba kuti tiri Huruva. Kuivhu..kuivhu. Varume ave vane chipo ...veduwe magitare acho vanorova kutopfura Macheso chaiye.