Added: 1 year ago
From: chipojak
Views: 26,763
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (29)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • baba rwizi

  • eyi one of the greatest love songs of all tyms. fo sho ndoainzi madhara aya

  • Vakuru-vakuru chaivo! Nuff respect...

    

  • tiri mupark on a sunny sunday, rudo tichirwupisa zvedu.

  • These were the good old days!!!

  • @mogoddaz taura hako mwana wamai kwete zvebubblegum music

  • Dikisoni!!!! No one looked better than Katarina...... As they say "Where were YOU" when these tunes were on the air-waves????? Memories.:)))))

  • Brings a lot of memories tiripaClub hideout,lochnivar

  • Tichiri kuridza ma Lp pa ma supersonic' haa ma1 chaiwo

  • Shamwari hatingamboziva kuti akatanga kudiwa iwewe neni ndiyani, uye zvakanzi iwewe hauchadiwa!!! Timeless zveshuwa, apaZimbabwe takarasikirwa.

  • nhayi ,pane ane mavideos aMukadota naKatarina dancing?

  • RIP ,the late gr8 Safirio Madzikatire ,Zim`s best ever Comedian !

  • blast from the past

  • vanhu vakuru ava...

  • ahhhhhhhhhhhh ndafunga kure amana. Ana Maskiri vanozviziva here izvi?

  • usandisiye usanndisiye

  • maiwe my fav song....

  • heavy.............kubasa kwako chipo mo mo pliz

  • Dhikisoni ndinokuda, Dhikisoni ndinokuda, Dhikisoni wadarirei?????? ha ha ha enjoying myself..........

  • Ndichakuripa hangu katarina,mhinduro nyoro inodzora kutsamwa zvedi.Munhu anga ambofunga kuenda kunyika irikure,hoyo oti I love you darling,rudo ndimakanganise.

  • Vangani vachirikukwanisa kuregerera sezviizvi.

  • futi iwewe Molly wakanzi hauchadiwa, lol....

  • R.I.P ,Zimbabwe `s best ever comedian SAFIRIO MADZIKATIRE AKA MUKADOTA!

  • KwaHunyani the orginal iri kupi?

  • Comment removed

  • Qawe lama Qawe!

  • katarina achiri mupenyu here?

  • @thencedo died yrs back

  • @thencedo katarina died in 2004

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more