Iyi ndiyo tsvina chaiyo! Ruregerero rweyiko? Kunyara nokuti abatwa. Saka anga atopima akaona Mai Nga vachienderana nemhombwe ye$20! Zvaida Baba Nga izvi!
@tabwada I agree this guy must come to the UK, I think if everyone who wants to see him come puts some money together then we can get him. Anyone interested in putting something together?
zvekupenga izvo kusvotwaka uko ndozvazvinoita kana usingagoni kuchenesa mukadzi wako ,unoona kunge vakadzi wevamwe vakanaka kudarika wako mudzimai,gutsikana nezvauinazvo,chenesa mudzimai wako first,munoramba muri jaya nemhandara forever.
sir807 1 week ago
i hat rudziiko yakapfupi
Ladypradaful 2 months ago
this cracks me up ,ndivo!!!
Ropa0888k 2 months ago
Idya mari mukadzi aende! unga gare nemukadzi one kuti icarender here? !!
TheMistercassidy 3 months ago
vakomana varume l feel sorry for you guys.I LIKE THIS MAI NGAA THING
winkyemmacandy 3 months ago
first time kuona Mai Ngaa , handisati ndamboiwona!!!
Dutchladystrawberry 3 months ago
You such a legend
KuuJustDoIt 4 months ago
sungirira imbwa yako......eeeeeh chinyekewwwooo ,wow this lady has a very high pitched voice ,,,makes it all beta !kapfupi u make me smile
marightsangu 4 months ago
nice transition from drama...this is the real deal
94Flint 5 months ago
Zim rocks ,kapfupi ndizvo
tsitsigandi0832 7 months ago
kwete zvenyu makanyorwa patoilet
tyno649 7 months ago 5
Great video Kapfupi wakapenga dhara
pmangozho 7 months ago
He deifinately should!!!!!
fndemera 9 months ago
i shamwari kunyorwa patoireti
shakazulu114 9 months ago 2
@shakazulu114 LMAO
netsaim85 5 months ago
hanzi ndarara nemunhu asiriye muface anogona uyu
pmangozho 9 months ago
wakanyarawo sei uchinyanya
nmarifai 11 months ago
"mmmmmmmmmmm but mukadzi wemunhu hayite, haaa anoita asinga ite ndewegarwe, wegarwe unorumwa" looooooooooooool
Madengah1 1 year ago 5
Kapfupi idhara mhani. Ramba wakadaro
sweetlueful 1 year ago
Arikumboyedza hake mufana uyu
Yastpop 1 year ago
Iyi ndiyo tsvina chaiyo! Ruregerero rweyiko? Kunyara nokuti abatwa. Saka anga atopima akaona Mai Nga vachienderana nemhombwe ye$20! Zvaida Baba Nga izvi!
ceomum5 1 year ago
murume uyu akanyara!
ndanatswa 1 year ago
this guy must come to UK mhani
tabwada 1 year ago 3
@tabwada I agree this guy must come to the UK, I think if everyone who wants to see him come puts some money together then we can get him. Anyone interested in putting something together?
musarika 9 months ago