Let's be honest, the girls are jus' plain wigglin' their waists, they need to work on their flair, one can notice an attempt to imitate sokouss dancing but with pathetic failure. Stiff waists dont do any good.
We should be critical when commenting about what these girls are doing. I think they are earning a living through dance rather than parading as beaches in pubs or the avenues. I appreciate what they are doing, that is entertainment.
fuck you dubizlife learn to apprepiate your country. instead of clwaning up the mess our country is suffering from the media you're busy adding damages....
4give those sisters they are just dancing, thou nt along with tune kungoti ticket rifambe zvakadzvanya seri neseri ! song yacho yakadhakwa futi so vakatorohwa nemadhiniwe ana sister !!!!!!111
Hanzi Zimbabwe ichawira pasi, kunyepa chaiko. This is great stuff. Regai Tongai azvide hake, this dude has got talent. After all it's better kuzvida than to wait for someone kuti akude. Like it or not, Dhewa muchina muhombe...."makorokoza muriko here uko"
akati vanhu vesungura havagezi ndiani?Kugeza hakusi kuzvida,uye kuzvida hakusi kugeza..Tongai is gud and makin us proud,,,asi inini ndinofarira macheso kudarika iye.Anongove neka pride kakanynya.CHESO chimbouya pano pa Auckland.
Kuzvida mhani,Even though iri mari yedu irikukudaro asingozvida mhani.Yo music is comin up,yu are nw number 5,still need more tyme to catch up namacheso.
RIP Dhewa thanks for the music
saloncindy 4 months ago
Let's be honest, the girls are jus' plain wigglin' their waists, they need to work on their flair, one can notice an attempt to imitate sokouss dancing but with pathetic failure. Stiff waists dont do any good.
steelchill 1 year ago
makapenga Dehwa.Pamberi nemi!!!!
makeke2020 2 years ago
dhewa muri vahombe chokwadi.Always watching this brilliant piece of art.
fafilachou 3 years ago
dubizlife u dont hv a life at all .wat the heck a u saying
letitsia 4 years ago
This comment has received too many negative votes show
Jechalo I will go matrix on your zim ass. Your pc is slow. Your response was a month to late. It does not count.
dubizlife 4 years ago
The dancing queens are brilliant!Well done my sisters!
jambanja1947 4 years ago
We should be critical when commenting about what these girls are doing. I think they are earning a living through dance rather than parading as beaches in pubs or the avenues. I appreciate what they are doing, that is entertainment.
amutanga 4 years ago
Handei guys kumusha.nhapitapi yemumhanzi.Taneta naana Beyonce
punita99 4 years ago
keep it up Tongai uri kuuya nazvo!
Da_Vince
sikhali 4 years ago
Ana dubizlife mashaya zvekutaura manje imi muno munhu afatamba akafumuka he e anazvirwere
hamunyare. mazimba basa kushora vamwe dai ari beyonce hanzi iri bho siyane nema sistren vari kutsvaga kurarama, iwe wadhaya gunizwa nani nani.
jechalo 4 years ago
there need for you dubizlife to say such things why on this mother earth you say vanezvirwere do you know them have you been wiv one of them
jechalo 4 years ago 2
vasikana vakafumuka ava zvirwere zvega zvega izvi.
dubizlife 4 years ago
fuck you dubizlife learn to apprepiate your country. instead of clwaning up the mess our country is suffering from the media you're busy adding damages....
goldguiter 4 years ago
dubizlife uri mhata and usafunge kuti kana iwe une zvirwere it applies to everyone else.The dancing queens are simply brilliant!Well done my sisters!
jambanja1947 4 years ago
This comment has received too many negative votes show
Nhaijambanja 19gochanhembe watsamweiko shamwari yangu? Ndizvo zvinoita chokwadi. Chinobaya mwoyo.
dubizlife 4 years ago
Veduwee ndofa ndichitambura..Kufurirwa kunopunza ramangwana..Munyengeri anopunza rudo. vanamai ngwarirai kufurirwa kunopunza musha. Tinokasiira ipapaka nekuti nguva yedu yakwanaka .Pinda Panyanga Dhehwa.
bhazuka 4 years ago
mvura irikunzi irikunwirira pana tongai moyo handisi kumboiwona ini..try harder baba
breezyness06 4 years ago
chipoko kai maihwee
wgwenzi 4 years ago
but masisters akapenga zvivakashure zviripo wena ndanzwa moyo kuti dyooo vachiazunza magaroo, iye tongayi azoti "taku zvisvir..ra pano" ,kwekupedzesera mazvinzwa here ? jokes hanzi "taku zvisira pano....."
vongaic 4 years ago
4give those sisters they are just dancing, thou nt along with tune kungoti ticket rifambe zvakadzvanya seri neseri ! song yacho yakadhakwa futi so vakatorohwa nemadhiniwe ana sister !!!!!!111
vongaic 4 years ago
is this a gospel song or wat, jaivhi yacho haisi kuenderana ne gospel, i like yr music though
109wanga 4 years ago
Hanzi Zimbabwe ichawira pasi, kunyepa chaiko. This is great stuff. Regai Tongai azvide hake, this dude has got talent. After all it's better kuzvida than to wait for someone kuti akude. Like it or not, Dhewa muchina muhombe...."makorokoza muriko here uko"
bikomassive 4 years ago
taura zvako dhewa muchina muhombe
lennosa 4 years ago
To be proud or not to be...it don't matter! His music rocks,period.Keep it up Dhewa. Mune ganda remvura futi.
NdiniTari 4 years ago
akati vanhu vesungura havagezi ndiani?Kugeza hakusi kuzvida,uye kuzvida hakusi kugeza..Tongai is gud and makin us proud,,,asi inini ndinofarira macheso kudarika iye.Anongove neka pride kakanynya.CHESO chimbouya pano pa Auckland.
NYAKUVENGWA 4 years ago
hapana kuzvida apa. kugeza chete. majaira kuti vanhu vanoimba sungura havageze uye ma school drop outs, manje tongai is a cut above.
hardmashona 4 years ago
Kuzvida mhani,Even though iri mari yedu irikukudaro asingozvida mhani.Yo music is comin up,yu are nw number 5,still need more tyme to catch up namacheso.
210712198 4 years ago
can tongai moyo tour perth in australia ,this video is doop.
RASmud 4 years ago
if someone can post some zbc 8 oclock news
for a week or somehttnigg too; but pane mwanasilana ari muvideo iyi wandada.
chemicalbliss 4 years ago
will try do that as soon as we get approval from zbh that took over zbc
zimvibes 4 years ago
damn i didnt know u haffi go thru all that. so r u guys pro?
chemicalbliss 4 years ago
I was waiting for this .This is cool.Keep on *Tongi
tafa75 4 years ago