MARANGE
10:01
Added: 3 years ago
From: itaizanamwe
Views: 8,540
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (30)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • Kutangwa kwechurch hakuziri kutanga Company as easy ndekwemutsimba naIshe iwe unge usingadi asai vanokutuma sazvakaitwa Jonah kuenda Ninivha rwendo kwete church dzedu dzatiri kurota mugumbeze

    Unoita zvekutumwa na Mwari kuti utange church inounganidza nyika kwete kunganidza tuvanhu twako [[[[[[[[[[[[[[[[[[[[[Mutumwa John Marange]]]]]]]]]

  • Comparing Vapostori to Islam is rteally unfortunate on the part of whoever made such a comparison. Kumbira Mwari vakupe njere. Listen carefully to these vibes, we spend time praising Musiki, we have time for that, we dont play any instruments, but we produce quality vibes, Mwari vanofara nesu tine chokwadi nazvo. Remember we serve God not individuals, the fact that you dont agree with us doesnt make us any wrong, its how you as an individual sees things. Kumapositori I say St Noah ndiyo nzira.

  • dai mangorega kutora vana vacheche muchiita vakadzi uyezve regai kudzvinyirira vanhukadzi mwari vangafare chaizo ndatenda hanhu

  • Rugare kwamuri, rugare kwamuri., Rugare.Izvi zvekuita judge, ngatisiyane nazvo, ibasa ramwari. Vakaba mari yandaisa kuti ishande basa ramwari, ah hameno ikoko, coz vabira mwari. Vanoiwona hondo yacho. Havana kubira ini. Handigarege kubatsira ku church nekuti mumwe munhu achaba. Madzibaba imi play your part, if mukuru akatadza kuita yake achiba mari, achatongwa.

  • Pane vanhu pese pane corruption ufunge.Hazvinei kuti uri mutendi.People have corruptiuos minds.kupfeka hembe chena.kana kuimba ,kana kusvuurwa musoro handizvo zvinokuendesa kudenga.ur relationship wiht God and kuteedzera mutemo wake.Kune vakanakaow wakawanda muchechi imomo just as vari munyika.mwari ndiye the alpha and the omega.achatonga mumwe nemumwe.hapana marambiro.

  • Pese pandinoteerera nziyo dzemarange moyo wangu unonyevenuka. Mwari ngaakudzwe zvikuru. Rambai makadaro vatendi....

  • tamba ipapo,

  • Mwari akati paungana vaviri muzita rangu ini ndiri wetatu. Ndafara nemuimbiro wemapositori aya. Handina chandinoziva nezvemapositori sezvo we were prejudiced when we were growing up tichingodzidziswa kuti catholic chet ndizvo. Namatai vanhu!

  • RUGARE KWAURI MURANDA

  • Heemeni!

  • This church is so strict, i think the Marange guy discended from the house of David. The behaviour and ethics are similar to Islam.

  • MURANDA....WHAT DOES MAPOSTORI AND ISLAM HAVE IN COMMON? KUTEVERA MITEMO YAMWARI IS MORE IMPORTANT TO FOLLOWING MITEMO YEVANHU...................COLO­SSIANS 2 verse 20-23.....HEMENI..HEMENI..HEME­NI

  • Lameck Malumba Nkomo

    The truth will remain as it is iVangeli malitshumayelwe kuwo wonke umhlaba.

    Lucky are those who who got the right way to woship.

    Get it from me lam one of the lucky Ndebeles to find the truth.

    Blessed are those who keept it for me.

    may the Lord be Praised Amen.

  • Mwari vakanaka but there is something very wrong with marange leadership. the momberume family take what they want when they want at everyone's expense and without apology. they are corupt and truly that is no way that is good christianity

  • MURANDA.................ISU SEMACHRISTU WE SHOULD ALWAYS DOWHAT IS RIGHT IN GOD'S EYES. IT'S NOT OUR PLACE TO JUDGE BUT THE HOLY SPIRIT OF GOD WILL LEAD YOU ON THE RIGHT PATH............HEMENI

    DO NOT FORGET THAT WE ARE PEOPLE OF THE FLESH AND WE WILL ALWAYS WANT TO PLEASE THE FLESH.

    ROMANS 12 verse 2-21............HEMENI

  • @joycefisherm would you justfy such a claim. learn to put forward constructive critiscim ok. sentiments grounded on misconceptions are least acceptable.

  • Chakanaka chakanaka. these are true gospel vibes

  • Hapana chechi yakanyorwa mubhaibheri kuti iyi ndiyo ichaenda kudenga , unogona kunge uri mumapostori mo asi kana moyo wako wakasviba hauripindi..hama dzangu ngatizivei kuti at the end of the day mabasa ako and ur heart will qualify you for heaven its not the church you go to ... though i luv mapostori ...thanks for postin

  • a long time now baba tisati takurukura i hope yu are well live and kicking i miss yu guys may GOD bless you read colossians 1 vs 9-15 God bless you forever amen

  • This is one of the best churches in Zimbabwe and wherever it exists. Panyayawo dzavakadzi mapositori ava vane chikofa. However, don't be mistaken, God loves this Church and so do I.

  • Rugare mupostori, kunamata kwakatanga nemapostori. HEMENI

  • Terera mashoko ewakatumwa,terera muPriest Noah.Bocha Kwamarange.

  • Iyi ndiyo church yekudenga.Johane akatumwa for real.Believe it.

  • Iyi ndiyo church yekudenga.Good job my friend.

  • i last hear this when i was 5,now am 31.ndafunga matongo veduwe

  • MURANDA IWE UNOBVUMA KUTI MASISTER AKO AROORWE PANEVAMWE HERE? yOU SOUND AS IF YOU HAVE COMMON SENSE...SAKA DO NOT HATE THE SINGING OR CHURCH. TIRI VANHU VENYAMA SAKA WE FALL FOUL OF GOD WHEN WE WANT TO PLEASE OUR DESIRES.

  • my brother you did get me right i love this church i love the singing but i hate the rot that is the exploitation of the loose end of the bible interpretation to suit the greedy few {avo vane ruchiva}ungati zvako ndiri kuvenga church why do you think i even get to play these songs come on me and you we can help change this behavior and make this church the ladder to heaven which it was meant for when baba Johwani came to buit it you know it and i think you agree with me

  • @matsangaise

    I think you are mistaken with your thinking about, I quote you: "doing all this just to impress the girls", this is not so as most of the times they are singing, girls won't be around but women and even if they are around everyone is sorely praising the Almighty through singing. This process is really God-praising and no other funny motives behind. If you happen to attend one of their sessions you will see the manifestation of God's power in His people.

  • @matsangaise Zvezvirokwazvo church iyi ndeyaMwari wekudenga, if you follow their beliefs you will know the truth about our Lord because God's ways are hidden to the wise men of this world but revealed to the simple and humble.

  • you see what pissis me off with all this is that 90 percent of the singers are doing all this just to impress the girls other than to deliver their massage to god it just make me sick i love this religion its my roots its hard to wearn myself from it but i hate to see my sisters being second third wives with no hope whatsoever just bring up kids and wait to die why why why mapostori ngatichinjei maitiro vakadzi vaviri kana vatatu ruchiva no heaven for us with this behavior shame shame shame

  • AS im listening 2 the music and watching the video i feel the power of GOD i love the video wat a place 2 be

  • vakakomborerwa havo vano rumbidza Ishe we denga nenyika  rugareeeeeevanhu va MWARI

  • JEHOVAH vanozadzikisa zvatinokumbira kana tinerutendo. Faith is the key my sista. JEHOVAH wanonzwa minyengetero yedu and as long as we follow mitemo yavo then we have nothing to lose. Get intouch so that we can pray together

    Rugare kunaSHE

  • AMEN its true JEHOVAH hears and answers prayers all we have to do is to humble ourselves and call upon HIS name ther is smething special in this music i feel the glory of GOD

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more