zvekuti pane vhongo vhizheni handina basa nazvo, munhu ngaaite zvaanoda nemuchato wake. Criticism yangu pavideo ndeyekuti they should have shown us more of the guys' dances.. mafesi akatamba mhani aya..I wanted to see more!!
Kate Price eat your heart. Its not worth it. I bet they don't even know all the names of their bridal party. I bet you my last £ they havent spoken to half of them since the wedding.
Oh my God this is a break up song not wedding song. Haha Its a curse vanhu vacharambana ava mark my words...LOL!!! Pamwe vakatorambana. Ko iyo bridal party kukura kutowanda kudarika maguests. Aiwa Zimbawe ngatiiteiwo michando ine meaning neuremu, kuita mabridesmaides 2000 ndookuti zvinzi mune mari?

ruematty 3 months ago
Kate Price eat your heart. Its not worth it. I bet they don't even know all the names of their bridal party. I bet you my last £ they havent spoken to half of them since the wedding.
Hardrock4 4 months ago
Tarty
Hardrock4 4 months ago
Congrats miss Julia makombe
xxpuggiexx 4 months ago
Haaa blaz vari pa @3:00 vakaipa!
depth2009 5 months ago
Oh my God this is a break up song not wedding song. Haha Its a curse vanhu vacharambana ava mark my words...LOL!!! Pamwe vakatorambana. Ko iyo bridal party kukura kutowanda kudarika maguests. Aiwa Zimbawe ngatiiteiwo michando ine meaning neuremu, kuita mabridesmaides 2000 ndookuti zvinzi mune mari?
Rupiza1 5 months ago
confusion pamuchato vedu dzora moyo
lilpeeakacc 7 months ago
nice song choice sumtimes its not the message but the beat you want
intermelodyful 7 months ago 3
kikiki guys siyayi munhu....anywaz there is too much confusion pamuchato uyu. The dancing is all over the place plus wrong song choice.
xane1990 7 months ago
Haayas ishona here iyo vanhu wee?
chigodorah 8 months ago
guys nyoraiwo shona inoverengeka kaninhai, indava?
Irvindzimlaz 9 months ago
Asai varamabana kuti chidzoka
michelleching24 10 months ago
wow so nice
ss06dk 1 year ago
this is nice
chigagairwa28 1 year ago
nice nice
flamelily23 1 year ago
zvakowoma!! nyc nyc!!
msfunkychiken 1 year ago
So I love this wedding...
kuzivakwashe 1 year ago