Added: 3 years ago
From: parshona
Views: 28,747
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (35)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • The name of the song is Murume.

  • That's mai rubhi

  • somebody tell me the name of the song pliz............in the name of god pliz i beg

  • Crowd inoda kurohwa manje iyi. Vanhu vakafa nedoro zvavo kana kumboona kuti kunei..... no appreciation kana

  • Nhai anhuwe Franco akaroora here?No strings attached i'm just curious.

  • The very best of Cheso Power.....Tsapo Lenny Power

  • bvunza zaka,,,hahaha

  • bvunza zaka uyu

  • heavy Cheso Power.Bvunza Zaka uyu!!!

  • Zaka zaka! Hanzi bvunza zaka uyo,macheso ndizvo.franco slowmo rova jive.pliz also check madzibaba with yellow clothes video here on u tube,zim music is number one they are pple with some serious talents!

  • big heart shout out to my man in green-t. just say when and i'll be there!!!!!

  • Chesoo idhara

    

  • aaaahhhh hanzi bvunza Zaka?

  • Ko apa atiiko apa ? ini ndanakirwa zvangu.

  • haha, nice stuff baba

  • this part was magitare chete i wonder how long the whole song is,

  • Samanyika chimbidza kupangidza mupfanha uyu kuti mhamba ingonaka pana wamayi muyinakidzwa ndimacheso. Hahaha macheso ndooooooozvo

  • Bvunza zaka uyu

  • mukomana wakapenga uyu .

  • Reminds me of Safiriro's Robot.

  • jona kasamba uyo ndakakura naye izvo zvi a big dhara ka1

  • ha ha pissed bushcats behaving badly, funny!! great music, good stuff!!

  • Bvunza Dhehwa...kangani ndichipinda pa top20

  • On a long distance I played the song for 1440km non sleep kana hope.

  • VHUNZA ZAKAAAA Zibenzi rakabira Mecheso Foni !! Gitare rinotaura iri

  • macheso vanhu vakuru. pana chimoko changu wakataridza hunyanzvi uri shasha . cheso ndizvo

  • Comment removed

  • venue = chapter 1

  • go and see macheso new dancer part 2 comment

  • bvunza zaka zibetsi rakabira macheso phone. do you feel it.

  • vhunza ZAKA! gdstuff i say.... thanx ochestra mberikwazvo we r waiting for yo nxt joburg show tinenge tiripo

  • cheso iharahwa idzi vanhu vakuru hanzi usaramwe kungoda ka uku

  • cheso muri dhara and thank you for representing our country zimbabwe

  • cheso power ... mupfanha anoridza mhani....

  • Varume vakorinde ava. Some more please

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more