Thanks a lot for this inspiring song especially now when my life seem to have staled big time. Kambo aka kanosimbisa chose. Ndibatsireivo mwari baba, ndakumbira nyasha dzenyu nekushinga kuti ndiyambuke danho randiri iri, ndimi chete munogona kundiyambutsa.
pakaoma zvedi,madzibaba ndibatsireiwo,i grew up in an apostolic church and used to enjoy it though i hated being told my future(kuporofitwa),most of it wasn`t true anyway
pandimire pakaoma shuwa jehova pindirai,ndinoifarira nziyo iyi
chief99ful 1 month ago
zvokugarwa matare nevedzinza zvakatooma ,toshaya kwekutizira,asi jehova vanobatsira ,zvinotendwa izvi .ndinobatwa batwa each time pandinoteerera these songs thanx vangodza tunes
jkdxb1 1 month ago
Comment removed
winkyemmacandy 1 month ago
i love this song......
maburutseenergy3 2 months ago
between a hard place and a rock.
majinvi74 5 months ago
mutsvene vanobva kudenga ndibatsireiwo,
Broham70 6 months ago
I love this but want to worship with you. Can you provide the lyrics in English?
DoniaGJ 6 months ago
pandimire pakaoma apa baba,
verudzi rwangu vanondigara dare,vane chikwambo chinosveta ropa!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!
kuwonda kudai chikwambo chinosveta ropa.
ndasara zidzoro chikwambo chinondisveta ropa.
jehooooooooova ndibatsireiwo kani!!!!
ngirozi dzabve kudenga ndibatsireiwoooooo.
asiene05 7 months ago
@asiene05 dead ass
winkyemmacandy 1 month ago
i totally relate to this song x) baba pandimire pakaoma apo ^_^
sasukeuchiha247 8 months ago
i totally relate to this song x)
sasukeuchiha247 8 months ago
Pandimire pakoma apa, vedzinza rangu vanondigara dare, haaaa ishuwa iyoyo.Pakadonyangara ipapo ndinogaronyangariwha nawho hupenu kanavatanga mabasa avo.Icho ichokwadi chaicho vedzinza ndivo vanopa munhu matambudziko kwete vatorwa.
537030629tsodzo 9 months ago
I am Ndebele and this song still gets me when I'm feeling down in Canada. You feel so closer to God. Pandimire pakaoma, asi Mwari aripo
ThemeElohim 11 months ago
Rugare VaTendi!!!
madzibaba11 11 months ago
Verudzi vanondigara dare, vatsvene vanobva kudenga ndibatsireiwo ,pandimire pakaoma....
chihera100 1 year ago
Hapana ane house mix ye song here.Ndaitamba kunge ndichafenda.Ndibatsirewo
jimalo2002 1 year ago
Oooh vedzinza rangu vangu vanondigara dare, sure sure paite chikwambo chinondisvete ropa ....
TheTinab09 1 year ago
chokwadi baba pandimire pakaoma Ishe ndibatsireiwo.
natruewo 1 year ago
Pandimire pakaoma ishe asi ndinoisa zvichemo zvangu zvese kwamuri ishe ndimi munoziva... Ishe ndimi muchandiyambutsa Rufaro kwamuri Amen
topdawl 1 year ago
Jehova pandimire pakaoma apa......
Ini verwudzi rwangu vanondigara dare.....
Ishe kutambudzika kwese uku chikwambo chinondisveta ropa....
Baba ndirwireiwo ndinotenda....
wadzi123 1 year ago
Baba pandimire pakaoma apa....
Rufaro kwamuri varanda vashe...
sweetyllicious 1 year ago
kudzwai ishe vangu
TheKknoob 1 year ago
haya--------pandimire hapana kutombo mira mushe
Jehovha ndibatsireiwo vandinodya navo makes it worse
hiddy1000 1 year ago
the house remix is wayyy betta
n
rutendoblahh 1 year ago
the house remix is wayyy betta
rutendoblahh 1 year ago
@rutendoblahh
tipeka remix yacho
jimalo2002 1 year ago
the house remix is wayyy betta
rutendoblahh 1 year ago
soul healing music AMEN
sifelane 1 year ago
brilliant song!!!!!!!!!!!
chazihox 1 year ago
aiwa hakuna mumwe wekutarisa kunze kwake ,hakuna mutorwa anondirwisa ndeverudzi chete. ndatenda hangu
murozvigk 1 year ago
verudzi rwangu ndivo vakashata!!!!!!
jekanyika1 1 year ago
supportayi vamwe venyu ava houseofstonemedia. com
cnhanga 1 year ago
where can I download this music. Good stuff.
mazo1627 1 year ago
Thanks a lot for this inspiring song especially now when my life seem to have staled big time. Kambo aka kanosimbisa chose. Ndibatsireivo mwari baba, ndakumbira nyasha dzenyu nekushinga kuti ndiyambuke danho randiri iri, ndimi chete munogona kundiyambutsa.
muzezuru69 2 years ago
what a song
gendeyana 2 years ago
Keep up the good work guyz i lyk this song...xx
5BULA 2 years ago
thank you very much. this song is very inspiring. does anyone know any churches dzemweya here in the USA
mhukahuru1 2 years ago 2
Baba pandimire pakaoma apa. Jehovah ndibatsireiwo. Baba pandimire pakaoma apa.
murewa98 2 years ago 2
@murewa98 taura hako baby
brounsuga33 1 year ago
good work
allychips2 2 years ago
pandimire pakaoma wenawe.mmmmm, aiwa natenda zvangu.ko sei tichitambudzika isu takakomborerwa kudai izvi.zvino ndinetsa ini.mufaro kwamuri
08shanti1 2 years ago 6
how nice.Zvedi anhu a Mwari.
mushai 2 years ago 2
pakaoma zvedi,madzibaba ndibatsireiwo,i grew up in an apostolic church and used to enjoy it though i hated being told my future(kuporofitwa),most of it wasn`t true anyway
sisAlly19 2 years ago
this is an inspiring piece..try the username ..drmaxmatonhodze .. for more of this inspiring music and annointed messages
madhombiro 2 years ago
daddy mune ukama here na talent madhombiro
maddifisher 2 years ago
daddy munoziva talent madhombiro
maddifisher 2 years ago
Excellent! Bob is the one who was been referred as chikwambo.Dont forget he kills
russzw 3 years ago 2
hmm.... Baba, pandimire pakawoma. ndabatwa batwa.
jallieb 3 years ago 4
Same here! Been looking everywhere for this song. Gets me all emotional! Thank you sooooooo much.
sheymud 3 years ago 3
I like it keepit up the good work may Godbless yeah
tindo76 3 years ago
thanks for uploading this song!
simba4199 3 years ago