Added: 3 years ago
From: vangodza
Views: 80,858
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (106)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • pure talent,,,,,,,

  • panorehwa makuhwa munowanikwa muripo, hede chikaranga chinozipa

  • massage iri bhoo

  • Ko Chinombonzi lovely chiiko, maybe musoro ihove muviri inyoka

  • @taps180 usade kutinyepera pano , voice rakanaka haro asi kwete zvekuti ungabva wati lovely voice heheheheheheh

  • Munin'ina try entering SA Idols u can go far nema vocals ako ayo

  • my reaction??youtube need the option of liking peoples comment coz all u guys who commented mandispaka.....

    very talented vocally.

  • Excellent vocals....these people sure can get down!

  • Ndaspakwa God bless

  • Kuti zvityise,,,, this young man is a star!!!!!

  • Lovely voice and shoko rakakora iri!!!Kip it up guys

  • wonderful message. Zvokwadi paumire ndashaiwa

  • zveshuwa ndashaiwa paamire

  • aiwa i luv dis song !!!!

  • no musical instrumentz needed, perfect jus tha way it iz !!

  • Ndafunga sekuru vangu vaipinda ZCC mhani!!!!!!!!!!!

  • Apa mazion makagona manje. vanhu vazhinji hatizivi patimire, isu madhara tinoti tiri vakomana kusvikira torwara zvokufa.

  • zim talent iyo

  • Good message,rovai vhangeri maZion,tiri pajoin yeZion

  • Kutenda vatendi ngazvikudswe nakudenga

  • mukomana ari kushaura iLEGEND

  • i cant find where u re standing..... hwaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaava,,,,­,,

  • ha ha ha, haiwa ndashaiwa paumire chaipo.......loooooool

  • murimukadzi wemunhu? murihure? ndashayayiwa!!

  • Vakadzi vadzanha zvavo ndavonga ....ndashaiwa paumire chaipo

  • real talent cming 4rm dat bwoi......God bless

  • ndizvo nezion guruva togooooo ha ndashaiwa paumire . well done mbungo naaarwo.

  • THAT WOMAN AT 0600 MINS...IS AN ANTELOPE, AND THE KID IS JUST A BLESSED KANGAROO...II VATENDI VATOMUKA IVAVA..

    I LOVE ALL THE PEOPS IN THE VIDEO KEEP IT UP..WE SHALL PHONE TO ORDER COPIES..THANK GOD..

  • THIS IS SO GREAT..MAZIONI AIGARA ACHINAKIDZA.LOL.....AWU EVERY SUNDAY...

    GOD BLESS YOUR SHEEP.

  • thats GMAN dancin boooi <3

  • mbungo yakapenga . 

  • i love this song

  • this is good, these guys are massive

  • manje so lol

  • @tendy140281 ndozvo

  • ndapa kutenda ...

  • haaaa........ndapakutenda THUMBZ UP!!!!!!!!:))

  • pomba zioni

  • is this Father and son singing.... nice voices...amazing!!! well done

  • ndapakutenda dai mufana aimwa chap..ndaimumwisa kusvika afenda ne gas.....good song mfanami!

  • haaaa hwava!!!

  • what do they mean?

  • he is talking abt pple who pretend to be christians.

  • ndapa kutenda haiwa mface anoshaura uyu ...........tema

  • inga ichokwadi mamwe mafundisi anoenda kuchurch kunotsvaka mari nevakadzi chete .zvanzi makafanana neshiri iya inonzi chiremwa remwa inoti musoro imbeva muviri shiri

  • Thank you vanhu vajehovha. Like this song, very educational indeed! Inojaivhika futi

  • ziva paumire

  • Proudly Zimbabwean

  • madzimai esangano

  • iyo yarohwa na tetes avo pa 5:24 ndoyataiti skuna chaiyo

  • Vamufundisi haaaaaaaaaaaa.....hwaba

    i love this old man`s singing and their dancing too....Zim ndizvo

  • Aka hakaite,,,,important...ndashiw­a paumire,,,,sekuru vanoreva shoko

  • zalodo ravamfundisi

  • cheka cheka cheka hande tone iwe iwe iwe kumuridzo sviiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii­iiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii­iiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii heka

  • tinotenda nekuimba kwakanaka mwari ngaakudzwe

  • Svanakomana isvi svakapiwa inzwi rokuimba zve kuhwereketa-unoimba zvake

  • bosvo uyo mamuona tamba bosvo tamba mhondoro

  • ah zim flava is jus e best

  • itai mabasa akanaka nekuti kudenga hamuindi

  • lukewarm, double minded. James 1:8

  • thnk u man this guy cn sing

  • Mufana unoimba uyu! If only he could get support to get better and do more work !

  • denga razaruka varume !!!!!!!! luv it

  • ZIMBABWE NGAIKOMBORERWE

  • im loving this song.ndaterera more than 10 times.inotaura chokwadi futi...

  • can anyone upload lucky Chikunkwa's songs pliiiiiiiiiiiiiiiz

  • Vamwe vatendi ndashaya pavamire chaipo,muri mukadzi wemunhu muri muhure,haaaaaa.........hwava..­....lol

  • mabasa ako anokuteverera shamwari iwe.Huri hwese nakatsandeeeeee.Ndatenda hangu vangodza.more of this stuff pliz

  • FAMBA ZION MASVOWANI WAKAOMA UYO

  • Tamba zvako mwanangu Blessing, just love to see you dance!!!

  • famba zion,pambungo apa,vanoda kuporofitiwa baba vakaoma ivava

  • Vaitonyengetera nambuya vangu vekwaChinyama sekuru ivava. Mbuya vangu vaiuya vachitorwa naBishop iye Nehemia womene. Tikati mandadzaka kuna Moyo, heyeye kuna baba, tinozofara tasvikako! Vati chayai phoni kuna Samere, heyeeye kuna baba.

  • more of mbungo pliz!!!

  • Way to good and very true. Love it!!

  • Aiwa tatenda! Mukomana anoshaura uyu, madzimai acho akapenga futi.

    Vangodza mugare kure nemoto!

  • haaa vanu vekumusha kwamaiguru vabgu vakapenga

  • aiwa ndatenda hangu! 'anhu anoyimba 'anhuwoyeee!!

  • hanzi musava hwenya kwese..kubhawa uriko, pa hu deacon mu church uripo! ayiwa ndo chokwadi chizere!

  • aiwa makaranga tashaina apa.Well known for our muchohwe kungotaura chokwadi mumajokes. Uku ndikokunoreva zvokwadi. Taura zvako dhara wakafanana ne shiri inonzi chiremwaremwa inoti musoro wayo imbeva mumbiri wayo ishiri

  • Comment removed

  • Makaranga zvomene chikomana chinoshaura ichi. True in real life good message.

  • ko ini ndaiva ndisati ndateerera MASHOKO MAKUKUTU anotaurwa apa.zvanzi ndinenge chiremwaremwa chinoti musoro imbeva muviri ishiri---NDASHAIWA PANDIMIRE CHAIPO

  • Vangodza makapenga thi is good stuff

  • mwana uno imba uyu

    ndashaiwa paumire waka peng rambai makadaro good stuff

  • kwahi makafanana nehove inohi hunga

    inoti musoro inyoka mumbiri wayo ihove ,makafanana neshiri inohi chiremwaremwa inoti musoro imbeva mumbiri wayo ishiri this is so true not only vanamufundisi

  • Zvaunobwereka zve nhai we.Munenge muripovo panorebwa makuhwa pose nepano kungiwa zvibhakera!!!!!!!!!!!!!hahahah­ahahaha.

  • Revai henyu mhofu kozvauri hazvanzi yangu

  • mukaranga chaiye chikomana ichi muri kuchihwa

  • waaaaaaaaaaaaaaaaaaaa keep it up vangodza

  • mwana anechipo ramba wakadaro

  • kanjani panonzi apa urimukadzi wemunhu apa uri hure....... apauri mukomana apa uri mudhara........

    zvakaoma chokwadi kudenga kunopinda vangani HOKOYO NGWARIRAI HAMAWEEEE

  • Famba neZion mufana,munin'ina anechipo uyu shit!!!!!!!!!!!!!!!!!!

  • can u pliz post/upload more music vidz from ZCC Bungo.....

  • vaNgodza murambe makadaro..thank u so much

  • The boys has a voice. Vanoparidza mukuimba vanhu ava.

  • awesome this is sheer beauty

  • Chokwadi, ndapashaya pamumire chaipo! Munoti muri kunamata, asi honai munobata zvivi sevatadzi!

    Amen, what a warning.

  • Awesome!!!! Zimbabwe has got talent!!! The lead singer sounds a lot like Mbuya Stella Chiweshe.

  • thank you vangodza may god bless you

  • like the dance

  • i love this group. i enjoy it.

  • ndarangarira paDefe. zion ngairohwe

  • thank u for uploading this video

  • vakuru ngazvikudzwe!!!!

  • vana  vaYave vanoshumira havo zvinoyevedza...Ngaakudzwe

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more