Added: 1 year ago
From: MrNyasha64
Views: 86,565
Sort by time | Sort by thread (beta)

Link to this comment:

Share to:

All Comments (92)

Sign In or Sign Up now to post a comment!
  • macheso iDHARA 

  • TAFADZWA SHUT THE FUCK UP!

  • Comment removed

  • REMINDS ME OF MY BEST FRIEND GEORGE, now in mozambique

  • FIGA (Federation of International Guitarist Association) champion. vana Mumiriki Lucky varipowo ipapo Mujintwi must be missing the glory days

  • still the best in africa

  • l like the way he plays his guitars.l really Zimbabwe in Chakohwa in the Chimanimani district in Manicaland.

  • 1 munhu haasati ambonyararidzwa nemurume wake!!!

  • kamumhanzi kakarohwa aka baba vanogona ava

  • gitare kubasa kwavo bab ava mbiri yese kwavari

  • いぇあh儀たれ玖波差くぁヴぉばばあヴ

    

  • mdhara apa makaratidza unyanzvi hwese, ramba uchizvamburisa murume, great sounds!!!!

  • but they all not looking in each other's eys ummmmmmmmmmm

  • vanhu taurai zvenyu si this guy is gifted uye his personal life is only for him not everyone

  • tafadzwa anoita machaso wakagona ndipowo mainini vatafadzwa

  • These are great bit of Africa, I have grown up to listen and dance to. I remember of my old day attending traditional weddings home Malawi, people used to get crazy with these songs,

  • @IAMtee912: Its not about pretty or lean on the surface, those are horrible. For man its subway that takes cares of it all, so if you think all models makes the best bed partners you should go back and take your money from whatever consultantant you hired. Here we talking about music. We all doing adultery allover the world. So why hold one soul to ransom

  • Comment removed

  • people will always talk shit this man is super talented and is not the first 1 panyika kuita barika stuff evry1 macheso ndizvo

    tafadzwa nyarara

  • 7:26 is where its at hah!

  • thats the typical Macheso music but you are fading

  • TAFADZWA NYARARA VASIYE VAKADARO, TIFE IFEFE WEPANYANGA PANYAMHUKA TAKANANGA NYAMATSA KUSVIKA NYAUTARE PASt. MONICA'S.

  • zvevakadzi 2 or 3 handizvishande,chatinoda isu vana Torito imusic chete...period!!

  • nyc song

    

  • apa macheso wakagona , ko bhiza rako iri tafadzwa wakariwana kupiko? i support u 100% pasecond wife coz 1 wife haiite inoda mubatsiri esp mubedroom. vakadzi havadi aday aday bonde so if you have 2 its bhoooo.........

  • this woman is nowhere near pretty..she is FAT plus her hair is horrible..eww

  • love e beat maaaaaaaaaaaaaaaaan ths z 1 o yah bst i cn say...........u gat talent man.......ol e sme thumbs up 2 yah........playin e guitar so gud dnt mn u gt game....life z a b$%&/ t fcks ery1, careful!

  • Macheso haana kuhura, asi waramba westenization yakauya kuzoshora tsika yakanaka yeroora yedu vatema pamwe neBible,...Mwari vanoshora chihure kwete barika. Ipapa vari kushora unovawana vachida kubuda-buda kunohura, ,....nature is just showing you that a normal man cannot live with one woman/wife, Macheso, my advice to you is "kana uchida umwe uchigona kumuchengeta roora, chakashata kupinda-pinda uye kutora vakadzi vevamwe.."

  • @bobby2005able mataura mukuru ko kana mari iripo chikoneso chii? asi nechirwere chiriko mazuva ano unoshamura..mhanzi inorova mface uyu yakaipa zvekuti kuti atisiye hazvigone

  • tafadzwa igetsi mutozvo vakomana.

  • ko munoda aite sei, tafadzwa akazvinakirwa hake

  • gitari raka rukirwe pashi pemvura........Cheso KING!!!!

  • He is the King of sungura, now because of the polygamy issue should we call him King Mswati IV? Admittedly his personal life is a mess, but when we judge him on the merits we came to know him: music ,he is light years ahead of the so called competition. In my book, he is the best sungura talent we have had since the demise of Baba Morgan.

  • are u sayin your lifes are perfect,he is an adult ,i am sure he had a reason which he need not to explain to u ..###iwe chako tamba museve muZIMBA kuda kuongorora TOO MUCH###

  • THE SONG IS CALLED TAFADZWA SHUT THE FUCK UP

  • MUNONDISHAMISA VANHU NAI. KANA MURISAVARUME NYARARAI.BARIKA RATANGA KUNYADZISA PANA MACHESO NHASI.IBARIKA PURE ,BUT THE PROBLEM IS UYU ICELEB SAKA MUCHITI NAYENAYE!!!.HOWEVER HE HAS TO BE CAREFUL.HE CAN CONTRACT STD OR AIDS NECHIFAMBI.kANA KURIKUROORA KURIMUGWARA NGATISIYANEI NAYE PLEASE!!!!!!!!!!!!!!!

  • Hazvishamisi kuti wechipiri wacho akamuwanira kubawa,wandinyadzisa Macheso.Power yako ndayiziva iri yekuimba kwete yebeche.

  • men do always sneak out but it must not reach the extent ye kusiya mai we vana vako. cheso ndokufarira hangu but musadaro, mai we vana anongori mai we madoni ma baby haupedzi. zdokera kumba man iwe

  • kuita kunge guitare riri mumvura!!!!

  • Comment removed

  • @ruzvidzod Ah that raincoat and hard helmet did come in handy! I knew I was flogging a dead horse when I asked you to stop using vulgar language,but the morbid fascination got the better of me. If only your vulgar vocabulary was money you would be on the Forbes list! Hey unwind,that energy is enough to power Zim for a week! Let the barking begin! I want to know whether we have a terrier or a chihuahua! I already had my rabies vaccine jab just in case!

  • Macheso une meso-meso iwe,sorry for ur first wife, that one will probably experience the same shame manhingi!!!! Ndaitove big fan but haaaaa dont think will be that eager anymo,kungwarira kungoti vakadzi pfambi Macheso yaita pfambi rume!!!

  • Hi guys I can sense people are really angry here ko chii saka akatosiya mkadzi wake here, mbiri yakuzopera manje akusiya munhu waikweshana naye man`a coz akupfeka Timberland....

  • @ruzvidzod L'enfant terrible you are. Barometer of morals you are not. Either advice about what to say in public sailed through your head or none came your way. Anyway its a pity. In anticipation of spittle coming my way I have put on a raincoat and a hard helmet in case its bricks this time!

  • Comment removed

  • Comment removed

  • @MsDorot1> hauna kana nyaya shamwari, zvinoitika mudzimba dzevamwe hauzvizive. chakapfukidza dzimba matenga. dont think kuti haana kufunga nezvazvo, probably the hardest decision he has ever made as a prominent Zim artist. unenge uchiri mwana pazvinhu izvi nyarara, some of us we been there.

  • Zibenzi chairo ndiye madhuve wacho here iyeyu ? Manje chipo chatopera , farisa nezvimwe . Rudo rwakare wakaisepi rufukunure udzokere kune wife yako , izvi zvinoda kudya mare chete unoenda kwamupfiga nebwe manje manje . Mapindwa nei nababa wa Christina murikudzidzisei vana Franco .? Mwari havachengete mahure .Pfungwa nemeso watoona kunge mai Christina vachembera kwazvo , uri kutamba ne razor wire mudhara .

  • akaedza apa

    

  • @ruzvizvod

    Ko kuzotuka kunge uri handzvadzi yamai macheso zvaita seiko? who is not a sinner in this world. Kutotuka ikoko chivi zvekare. two wrongs dont make a right. newewo uri duzvi futi kana zvakadaro. waita raki dai ndaikuziva ndokurova ukazvimamira mufanami shure kune mapundu sehuku. mai vanosunga bhurukwa nembariro.

  • @ruzvizvod by criticizing someone's behaviour using vulgar language on a public forum you lose the moral high ground. What if he asks "Look who is talking?" We don't condone polygamy but neither do we tolerate vulgar language on a forum which doesn't have any age restriction. If you feel so strongly about this why not write Alick an e-mail. You can get the address on his website.

  • if u think kuti unoda vana vakomana as it looks like idyawo mazondo sezvinoita vamwe varume uwane simba ..isimba chete ralaker apa mudhara uchanyara zvino iyeyu ari kuzvara musikana nekuti hauna power..

  • mudhara macheso u have to lead by example to public.kwawaenda ndiko kumawere remember kuti what goes around comes around.muchipota muchikurawo ndo chii ichocho??????watibhowa .

  • ndatenda hangu macheso---------asi icho chimoko chinokuwisira pasi

  • Pnae vasvori ini hangu ndoti pakabatwa basa..Ali enderera mberi

  • Comment removed

  • Comment removed

  • @tinaye76 so i guess ever other muscian anoimba zvevzsikana kana vakadzi ihure ? i thought the whole point of making music was to relate to the consumers every day life. zvino akaimba zveupenyu hwake chete zvingasabhohwa chop chop here ? Hameno just asking

  • You can hear samples of the original CD if you search for Zvinoda Kutendwa video not by vangodza but Musimboti

  • but the voice sounds mediocre lyk re this copycat Paradzai Mesi, pane ambozvionzwawo here?

    is ths really Macheso?

  • truly its fantastic but babe rakanaka iro

  • @tawanda2011 im only concernig the girl, she is beauty.tafadzwa wakabatana

  • @tawanda2011 pont of correction shaaa,haasi musikana uyu,vakambobika muneimwe imba amai ava!!!!!!!!

    ZVEKUTI AMAI AVA VAKABATANA....................­NDENECHA......................­.....

  • i am a fan of razor but he failed to mention mukadzi wake waakabva naye munhamo nhasi mari yaita vana tafadzwa vakuuya kwamuri dhara moita vekushaura chenjerai kurasika team..............

  • This is very good but the original version just blows you away! Its a masterpiece.

  • Macheso.....mhizha yemagitare...mudhara akapenga uyu

  • pure work of a genius..!!

  • Genius..this man has revolutionised Sunguru music to unprecedented hieghts..true LEGEND

  • ka beat kacho kakaipa kandisimudza pandanga ndakagara, CHESO POWER!!!!!!!!!!!

  • zaka zaka

  • Comment removed

  • Apa zvinhu zvacho zvainyatso famba kana mukaisawo kaDhehwa one kanyowani. Asi Cheso vakuru varume, i salute this man-anechipo kwete chokutamba chiya.

    But may tou please download Tongai Moyo and First Farai, and also Extra Valembe (Romeo Gasa).

  • Hapana anorova museve sevakuru ava. makakora vakuru. Museve ndewenyu uyu. Nyararai munyararise nekuti zimbabwe inoziva iyi

  • Chesooo Powerrr. Good stuff man

  • Comment removed

  • I like the beat from 07:27

  • uuuuuuuuu apa paoma aite twake muzivi wazvo mberi orchestra

  • Macheso ndizvo

  • kana uchidai kana vamwe 5 roora vakapenga uribenzi

  • the man is a lengend

  • Ko tibatiseiko full deal akomana. Asi chii nhai. Thanx for the nzwisa.

    Tindo

  • ko nhai mr nyasha chingoisa ka d whole album pane kutipa tunwzisa chete pliiizz

  • denga rine nyasha

  • macheso mdara akapenga ........roora macheso kana nechembere tora ,i min you are the best,we will support u ,w'll buy your products we like yr music,very nice.........chesi power.muratidze mfana uyu.kuti ibhambi ,you know what i min

  • @itsoism murme anogona uyu hakuna zvichaitika zve chero 10 vakadzi tora

Loading...
Alert icon
0 / 00Unsaved Playlist Return to active list
    1. Your queue is empty. Add videos to your queue using this button:
      or sign in to load a different list.
    Loading...Loading...Saving...
    • Clear all videos from this list
    • Learn more